Online Bible

- Advertisements -




Danieri 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Panyaya yose yose zvayo painge pava kutsvakwa ungwaru nouchenjeri pazvinhu zvavainge vabvunzwa namambo, mambo aiona kuti vaiva vari nani zvokutopeta kagumi vamapipi kana vamaminimini vaiva munyika dzose dzoumambo hwake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Pamashoko ose oʋucenjeri nookunzwisisa, aʋaivunzwa namambo, wakawana kuti iʋo ʋaipfuʋura kagumi ʋacenjeri ʋose neŋaŋga dzose dzaiʋa paʋushe bgake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Pamashoko ose ouchenjeri nookunzwisisa, avaibvunzwa namambo, wakawana kuti ivo vaipfuura kagumi vachenjeri vose nen’anga dzose dzaiva paushe hwake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Panyaya yose yose zvayo painge pava kutsvakwa ungwaru nouchenjeri pazvinhu zvavainge vabvunzwa namambo, mambo aiona kuti vaiva vari nani zvokutopeta kagumi vamapipi kana vamaminimini vaiva munyika dzose dzoumambo hwake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Pazvinhu zvose zvouchenjeri nokunzwisisa pamusoro pezvose zvaibvunzwa namambo, akavawana vachipfuura kagumi nʼanga dzose navanhu vose muumambo hwose.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

20 Pamashoko ose ouchenjeri nookunzwisisa, avaibvunzwa namambo, wakawana kuti ivo vaipfuura kagumi vachenjeri vose nen'anga dzose dzaiva paushe hwake.

See the chapter Copy




Danieri 1:20

Follow us:

Advertisements


Advertisements