Danieri 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kuzoti nguva iya yapera, mambo paakati majaya iwayo auyiwe nawo, muyuniki uya, mukuru akavaunza makanga muina Nebhukadhineza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino mazuʋa akati apera akaŋga atarwa namambo okuti ʋaʋuyiswe nawo, mucinda waʋaranda akapinda naʋo pamberi paNebukadnezari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Zvino mazuva akati apera akanga atarwa namambo okuti vauyiswe nawo, muchinda wavaranda akapinda navo pamberi paNebhukadhinezari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kuzoti nguva iya yapera, mambo paakati majaya iwayo auyiwe nawo, muyuniki uya, mukuru akavaunza makanga muina Nebhukadhineza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mazuva akatarwa namambo kuti vapinde akati apera, mukuru wamachinda akavaisa kuna Nebhukadhinezari. See the chapterShona BIBLE18 Zvino mazuva akati apera akanga atarwa namambo okuti vauyiswe nawo, muchinda wavaranda akapinda navo pamberi paNebhukadhineza. See the chapter |