2 Timoti 3:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 kuti munhu waMwari ave akakwana akagadzirira basa ripi neripi rakanaka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 kuti munhu waMŋari akwane, agadzirirwa kwaɀo maɓasa ose akanaka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 kuti munhu waMwari akwane, agadzirirwa kwazvo mabasa ose akanaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 kuti munhu waMwari ave akakwana akagadzirira basa ripi neripi rakanaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 kuti munhu waMwari ave akakwana akagadzirira basa ripi neripi rakanaka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 kuti munhu waMwari akwaniswe kwazvo, agadzirirwa mabasa ose akanaka. See the chapter |