Online Bible

- Advertisements -

2 Timoti 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Unofanira kuziva kuti waiziva kubvira pauduku hwako Magwaro Matsvene anokwanisa kukudzidzisa kuti uponeswe nechitendero chako muna Kristu Jesu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 kuti kubvira paʋucece bgako wakaziʋa Manyoro Matȿene anogona kukupa ʋucenjeri bgunoisa kukuponeswa nokutenda kuri munaKristu Jesu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 kuti kubvira paucheche hwako wakaziva Magwaro Matsvene anogona kukupa uchenjeri hunoisa kukuponeswa nokutenda kuri muna Kristu Jesu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Unofanira kuziva kuti waiziva kubvira pauduku hwako Magwaro Matsvene anokwanisa kukudzidzisa kuti uponeswe nechitendero chako muna Kristu Jesu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Unofanira kuziva kuti waiziva kubvira pauduku hwako Magwaro Matsvene anokwanisa kukudzidzisa kuti uponeswe nechitendero chako muna Kristu Jesu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 uye kuti kubva pauduku wakaziva Magwaro matsvene, anogona kukupa uchenjeri hunosvitsa kukuponeswa kubudikidza nokutenda muna Kristu Jesu.

See the chapter Copy

2 Timoti 3:15

Follow us:

Advertisements

Advertisements