2 Timoti 3:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 asi vanhu vakaipa navanobata vanhu kumeso vanoramba vachinyanya kutadza vachinyengedza vamwe ivowo vachinyengedzwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi ʋanhu ʋakaipa naʋanyeŋgeri ʋacanyanyisa pakuipa, ʋacitsausa ʋamŋe nokutsauswa iʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Asi vanhu vakaipa navanyengeri vachanyanyisa pakuipa, vachitsausa vamwe nokutsauswa ivo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 asi vanhu vakaipa navanobata vanhu kumeso vanoramba vachinyanya kutadza vachinyengedza vamwe ivowo vachinyengedzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 asi vanhu vakaipa navanobata vanhu kumeso vanoramba vachinyanya kutadza vachinyengedza vamwe ivowo vachinyengedzwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 asi vanhu vakaipa navanonyengera vachanyanyisa kuipa, vachinyengera nokunyengerwa. See the chapter |