2 Timoti 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 nokutambudzwa kwangu uye nhamo dzangu nezvakandiwira kuAntioku nokuIkoniyo nokuRisitira nokutambudzwa kwandakatirira, asi Tenzi akandinunura kune zvose izvozvi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 namaɗambudziko, nenhamo, iɀo ɀakandiwira paAntiokia, napaIkonio, napaRistra; maɗambudziko makuru sei andakanzwa; paɀinhu iɀoɀo ɀose Ishe wakandisunuŋgura. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 namadambudziko, nenhamo, izvo zvakandiwira paAndioki, napaIkonio, napaRisitira; madambudziko makuru sei andakanzwa; pazvinhu izvozvo zvose Ishe akandisunungura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 nokutambudzwa kwangu uye nhamo dzangu nezvakandiwira kuAntioku nokuIkoniyo nokuRisitira nokutambudzwa kwandakatirira, asi Tenzi akandinunura kune zvose izvozvi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 nokutambudzwa kwangu uye nhamo dzangu nezvakandiwira kuAntioku nokuIkoniyo nokuRisitira nokutambudzwa kwandakatirira, asi Tenzi akandinunura kune zvose izvozvi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 matambudziko, nhamo, nezvinhu zvose zvakaitika kwandiri muAndioki, Ikoniamu nomuRistra, nokutambudzwa kwose kwandakasangana nako. Asi Ishe akandinunura kubva pazviri zvose. See the chapter |