Online Bible

- Advertisements -

2 Timoti 2:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Muzimba hombe hamuna midziyo yendarama neyesirivha chete asi mune yemiti neyevhu. Mimwe ndeyamazuva makuru, imwewo ndeyamazuva ose.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino muimba huru hamunamidziyo yendarama neyesirveri ɓedzi, asi mimŋe yamatanda ʋo, neyevu; mimŋe inokudzwa, mimŋe isiŋgakudzwi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino muimba huru hamuna midziyo yendarama neyesirivha bedzi, asi mimwe yamatandawo, neyevhu; mimwe inokudzwa, mimwe isingakudzwi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Muzimba hombe hamuna midziyo yendarama neyesirivha chete asi mune yemiti neyevhu. Mimwe ndeyamazuva makuru, imwewo ndeyamazuva ose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Muzimba hombe hamuna midziyo yendarama neyesirivha chete asi mune yemiti neyevhu. Mimwe ndeyamazuva makuru, imwewo ndeyamazuva ose.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Muimba huru mune midziyo kwete yegoridhe kana yesirivha chete, asiwo yamatanda, neyevhu; mimwe inokudzwa, mimwe isingakudzwi.

See the chapter Copy

2 Timoti 2:20

Follow us:

Advertisements

Advertisements