2 Timoti 2:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Edza napose paunogona kuva munhu anogamuchirika pana Mwari, mushandi asina chaanganyare nacho anoziva kushanda namagwaro matsvene echokwadi zvakanaka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Shiŋgaira kuti uɀiratidze pamberi paMŋari uri munhu wakatendeka, muɓati usiŋgafaniri hake kunyadziswa, unonatsa kururamisa shoko raɀokwaɗi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Shingaira kuti uzviratidze pamberi paMwari uri munhu akatendeka, mubati asingafaniri hake kunyadziswa, anonatsa kururamisa shoko rechokwadi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Edza napose paunogona kuva munhu anogamuchirika pana Mwari, mushandi asina chaanganyare nacho anoziva kushanda namagwaro matsvene echokwadi zvakanaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Edza napose paunogona kuva munhu anogamuchirika pana Mwari, mushandi asina chaanganyare nacho anoziva kushanda namagwaro matsvene echokwadi zvakanaka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Shingaira kuti uzviratidze pamberi paMwari, somunhu anogamuchirwa, mushandi asingafaniri kunyadziswa uye anonyatsoruramisa shoko rechokwadi. See the chapter |