2 Timoti 2:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vayeuchidze izvi uvakomerese pamberi paTenzi kuti varege kuitirana nharo nezvamazwi zvisingavabatsiri asi zvinotouraya vanenge vakateerera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Uʋayeʋudzire ɀinhu iɀi, uʋaraire pamberi paMŋari, kuti ʋarege kuita nharo ɀisinamaturo, ɀinoŋgoparadza ʋanonzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Uvayeuchidze zvinhu izvi, uvarayire pamberi paMwari, kuti varege kuita nharo zvisina maturo, zvinongoparadza vanonzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vayeuchidze izvi uvakomerese pamberi paTenzi kuti varege kuitirana nharo nezvamazwi zvisingavabatsiri asi zvinotouraya vanenge vakateerera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vayeuchidze izvi uvakomerese pamberi paTenzi kuti varege kuitirana nharo nezvamazwi zvisingavabatsiri asi zvinotouraya vanenge vakateerera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ramba uchivayeuchidza zvinhu izvi. Uvayambire pamberi paMwari kuti varege kuita nharo pamusoro pamashoko; hazvina maturo, zvinongoparadza chete vaya vanoteerera. See the chapter |