2 Timoti 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana tikasatendeka iye anoramba akatendeka nokuti haagoni kuva zvaasiri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kana isu tisakatendeka, iye unoramba akatendeka, nokuti haaŋgaɀirambi iye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Kana isu tisakatendeka iye anoramba akatendeka, nokuti haangazvirambi iye.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana tikasatendeka iye anoramba akatendeka nokuti haagoni kuva zvaasiri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kana tikasatendeka iye anoramba akatendeka nokuti haagoni kuva zvaasiri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 kana tikasava nokutenda, iye anoramba akatendeka, nokuti haangazvirambi. See the chapter |