2 Timoti 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ndinoyeuka chitendero chako chiri pachokwadi, chitendero chakatanga muna ambuya vako Roisi naamai vako Yunisi chandine chokwadi kuti chavawo mauri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ndiciyeʋudzwa kutenda kusiŋganyeŋgeri kuri mauri, kwaimbogara munambuya ʋako, ʋaRoisi, nomunamai ʋako, ʋaJuniki, kwandinoziʋa kwaɀo kuti kunogara ʋo mauri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 ndichiyeudzwa kutenda kusinganyengeri kuri mauri, kwaimbogara muna mbuya vako nomuna mai vako, vaJuniki, kwandinoziva kwazvo kuti kunogarawo mauri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ndinoyeuka chitendero chako chiri pachokwadi, chitendero chakatanga muna ambuya vako Roisi naamai vako Yunisi chandine chokwadi kuti chavawo mauri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ndinoyeuka chitendero chako chiri pachokwadi, chitendero chakatanga muna ambuya vako Roisi naamai vako Yunisi chandine chokwadi kuti chavawo mauri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ndinoyeuchidzwa kutenda kwako kusinganyengeri, kwakanga kuri muna mbuya vako Roisi uye nomuna mai vako Yunisi pakutanga, uye zvino ndinoziva kuti kunogarawo mauri. See the chapter |