2 Timoti 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pandinoyeuka misodzi yako ndinosuwira siku nesikati kukuona kuti ndizadzwe norufaro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ndicishuʋa ɀikuru kukuʋona, ndiciraŋgarira misodzi yako, kuti ndizadzwe nomufaro; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 ndichishuva zvikuru kukuona, ndichirangarira misodzi yako, kuti ndizadzwe nomufaro; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pandinoyeuka misodzi yako ndinosuwira siku nesikati kukuona kuti ndizadzwe norufaro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pandinoyeuka misodzi yako ndinosuwira siku nesikati kukuona kuti ndizadzwe norufaro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndichirangarira misodzi yako, ndinoshuva kukuona, kuti ndigozadzwa nomufaro. See the chapter |