Online Bible

- Advertisements -

2 Timoti 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Dai Tenzi angomuitira tsiye nyoro dzinobva kuna iye Tenzi Pazuva Iroro. Iwe unonyatsoziva basa rose raakaita kuEfesusi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 (Ishe ŋgaamuitire cinhu ici kuti awane ŋgoni kunaShe nezuʋa irero); newe unoziʋa kwaɀo ʋukuru bgokushumira kwake paEfeso.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 (Ishe ngaamuitire chinhu ichi kuti awane ngoni kuna Ishe nezuva irero); newe unoziva kwazvo hukuru hwokushumira kwake paEfeso.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Dai Tenzi angomuitira tsiye nyoro dzinobva kuna iye Tenzi Pazuva Iroro. Iwe unonyatsoziva basa rose raakaita kuEfesusi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Dai Tenzi angomuitira tsiye nyoro dzinobva kuna iye Tenzi Pazuva Iroro. Iwe unonyatsoziva basa rose raakaita kuEfesusi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Ishe ngaamuitire chinhu ichi kuti awane ngoni kubva kuna Ishe pazuva iro! Iwe unoziva kwazvo kuti akandibatsira zvikuru sei muEfeso.

See the chapter Copy

2 Timoti 1:18

Follow us:

Advertisements

Advertisements