2 Timoti 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zvokuti paakasvika kuRoma akanditsvaka nemeso matsvuku akandiwana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi wakati aȿika Roma, akanditȿaka ɀikuru, akandiwana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Asi akati asvika Roma, akanditsvaka zvikuru, akandiwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zvokuti paakasvika kuRoma akanditsvaka nemeso matsvuku akandiwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Zvokuti paakasvika kuRoma akanditsvaka nemeso matsvuku akandiwana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Asi kutoti, paakanga ari muRoma, akanditsvaga kwazvo kusvikira andiwana. See the chapter |