2 Timoti 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Dai Mwari angoitira veimba yaOnesiforusi tsitsi nokuti akandinyaradza kazhinji. Hazvaimbomunyadzisa kuti ini ndaiva muusungwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ishe ŋgaaitire imba yaOnesiforo ŋgoni, nokuti kazhinji wakandisimbisa, asiŋganyadziswi neketani yaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Ishe ngaaitire imba yaOnesiforo ngoni, nokuti kazhinji akandisimbisa, asinganyadziswi neketani yangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Dai Mwari angoitira veimba yaOnesiforusi tsitsi nokuti akandinyaradza kazhinji. Hazvaimbomunyadzisa kuti ini ndaiva muusungwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Dai Mwari angoitira veimba yaOnesiforusi tsitsi nokuti akandinyaradza kazhinji. Hazvaimbomunyadzisa kuti ini ndaiva muusungwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ishe ngaaitire imba yaOnesiferasi ngoni, nokuti kazhinji anondisimbisa uye haana kunyadziswa nengetani dzangu. See the chapter |