1 Timoti 6:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 nokukakavadzana pakati pavanhu vasina musoro vasina chokwadi vanofunga kuti kuitira Mwari basa chinhu chokuzvipfumisa nacho. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 nokukakaʋadzana kusiŋgaperi kwaʋanhu ʋanomuraŋgariro wakaʋodzwa, ʋakatorerwa ɀokwaɗi, ʋaciti kunamata Mŋari ndiɀo ɀinofumisa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 nokukakavadzana kusingaperi kwavanhu vanomurangariro wakaodzwa, vakatorerwa chokwadi, vachiti kunamata Mwari ndizvo zvinopfumisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 nokukakavadzana pakati pavanhu vasina musoro vasina chokwadi vanofunga kuti kuitira Mwari basa chinhu chokuzvipfumisa nacho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 nokukakavadzana pakati pavanhu vasina musoro vasina chokwadi vanofunga kuti kuitira Mwari basa chinhu chokuzvipfumisa nacho. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 uye nokupesana kusingaperi pakati pavanhu vane murangariro wakaora, vakabirwa zvokwadi uye vanofunga kuti umwari inzira yokuwana nayo mari. See the chapter |