1 Timoti 5:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kana munhu asingachengeti hama dzake, zvikuru vemhuri yokwake, munhu akadaro atorasa chitendero chake uye akatoipa kupinda asingatendi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi kana munhu asiŋgaceŋgeti ʋokwake, ɀikuru ʋeimba yake, warasha kutenda, wakaipa kukunda usiŋgatendi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Asi kana munhu asingachengeti vokwake, zvikuru veimba yake, arasa kutenda, akaipa kukunda asingatendi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kana munhu asingachengeti hama dzake, zvikuru vemhuri yokwake, munhu akadaro atorasa chitendero chake uye akatoipa kupinda asingatendi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kana munhu asingachengeti hama dzake, zvikuru vemhuri yokwake, munhu akadaro atorasa chitendero chake uye akatoipa kupinda asingatendi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kana munhu asingachengeti hama dzake, uye zvikuru sei veimba yake, arasa kutenda, uye akaipa kukunda asingatendi. See the chapter |