Online Bible

- Advertisements -

1 Timoti 5:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Usamhanyirire kuisa maoko okugadza munhu kana kudziya moto wembavha muchitadzo chomumwe uye chengetedza utsvene hwako.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Usakurumidza kuisa maʋoko pamsoro pomunhu, kana kusoŋgana paɀiʋi ɀaʋamŋe; uɀiceŋgete kuti uʋe wakacena.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Usakurumidza kuisa maoko pamusoro pomunhu, kana kusangana pazvivi zvavamwe; uzvichengete kuti uve wakachena.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Usamhanyirire kuisa maoko okugadza munhu kana kudziya moto wembavha muchitadzo chomumwe uye chengetedza utsvene hwako.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Usamhanyirire kuisa maoko okugadza munhu kana kudziya moto wembavha muchitadzo chomumwe uye chengetedza utsvene hwako.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Usakurumidza kuisa maoko pamusoro pomunhu, uye usabatana nezvivi zvavamwe. Zvichengete kuti uve wakachena.

See the chapter Copy

1 Timoti 5:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements