1 Timoti 5:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti Magwaro anoti, “Usaise mombe matomu painenge ichipura mbeswa,” uye kuti, “Mushandi anofanira kuwana mubayiro wake.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti Rugwaro runoti: Usasuŋga muromo wenzombe inopura; ʋuye ɀe: Muɓati wakafanirwa nomuɓairo wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti Rugwaro runoti, “Usasunga muromo wenzombe inopura;” uyezve, “Mubati wakafanirwa nomubayiro wake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti Magwaro anoti, “Usaise mombe matomu painenge ichipura mbeswa,” uye kuti, “Mushandi anofanira kuwana mubayiro wake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 nokuti Magwaro anoti, “Usaise mombe matomu painenge ichipura mbeswa,” uye kuti, “Mushandi anofanira kuwana mubayiro wake.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti Rugwaro runoti, “Usasunga muromo wenzombe kana ichipura zviyo,” uye “Mushandi akafanirwa nomubayiro wake.” See the chapter |