Online Bible

- Advertisements -

1 Timoti 4:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Izvozvi ndizvo zvatinobindukira tichishingairira nokuti chitarisiro chedu chiri muna Mwari mupenyu, mununuri wavanhu vose zvikuru avo vanotenda.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Nokuti ndiɀo ɀatinotambudzikira nokurwira, nokuti tariro yeɗu iri kunaMŋari mupenyu, Muponesi waʋanhu ʋose, ɀikuru waʋanotenda.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Nokuti ndizvo zvatinotambudzikira nokurwira, nokuti tariro yedu iri kuna Mwari mupenyu, Muponesi wavanhu vose, zvikuru wavanotenda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Izvozvi ndizvo zvatinobindukira tichishingairira nokuti chitarisiro chedu chiri muna Mwari mupenyu, mununuri wavanhu vose zvikuru avo vanotenda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Izvozvi ndizvo zvatinobindukira tichishingairira nokuti chitarisiro chedu chiri muna Mwari mupenyu, mununuri wavanhu vose zvikuru avo vanotenda.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 uye nokuda kwaizvozvi tinoshingaira nokurwa, nokuti takaisa tariro yedu muna Mwari mupenyu, anova ndiye muponesi wavanhu vose uye zvikuru sei vaya vanotenda.

See the chapter Copy

1 Timoti 4:10

Follow us:

Advertisements

Advertisements