1 Timoti 4:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mweya Mutsvene anotaura pachena kuti pamazuva okupedzisira vamwe vachakanda pasi chitendero pamusana pokuteerera mweya inonyengedza nezvidzidziso zvemweya yakaipa See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Mŋeya unoreʋa pacena, kuti paŋguʋa dzinoʋuya ʋamŋe ʋacatsauka pakutenda, ʋaciterera mŋeya inonyeŋgera nedzidziso dzemŋeya yakaipa, See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Mweya anoreva pachena, kuti panguva dzinouya vamwe vachatsauka pakutenda, vachiteerera mweya inonyengera nedzidziso dzomweya yakaipa, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mweya Mutsvene anotaura pachena kuti pamazuva okupedzisira vamwe vachakanda pasi chitendero pamusana pokuteerera mweya inonyengedza nezvidzidziso zvemweya yakaipa See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mweya Mutsvene anotaura pachena kuti pamazuva okupedzisira vamwe vachakanda pasi chitendero pamusana pokuteerera mweya inonyengedza nezvidzidziso zvemweya yakaipa See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mweya anotaura pachena kuti panguva dzinouya vamwe vachatsauka kubva pakutenda vagotevera mweya inonyengera nedzidziso dzamadhimoni. See the chapter |