1 Timoti 3:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zviripo ndezvokuti kana munhu asingazivi kufambisa mhuri yake, angachengete sei sangano raMwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 (kana munhu asiŋgaziʋi kuɓata imba yake, uŋgaceŋgeta seiko kereke yaMŋari?) See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 (kana munhu asingazivi kubata imba yake, angachengeta seiko kereke yaMwari?) See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zviripo ndezvokuti kana munhu asingazivi kufambisa mhuri yake, angachengete sei sangano raMwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Zviripo ndezvokuti kana munhu asingazivi kufambisa mhuri yake, angachengete sei sangano raMwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 (Kana munhu asingazivi kubata imba yake zvakanaka, angachengeta seiko kereke yaMwari?) See the chapter |