1 Timoti 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Anofanira kuva munhu anofambisa mhuri yake zvakanaka ana vana vanoteerera, ano rukudzo muna zvose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 unoɓata imba yake ɀakanaka, unaʋana ʋanoɀiisa pasi nomugarire wose unokudzwa; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 anobata imba yake zvakanaka, anavana vanozviisa pasi nomugariro wose unokudzwa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Anofanira kuva munhu anofambisa mhuri yake zvakanaka ana vana vanoteerera, ano rukudzo muna zvose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Anofanira kuva munhu anofambisa mhuri yake zvakanaka ana vana vanoteerera, ano rukudzo muna zvose. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Anofanira kubata imba yake zvakanaka nokuona kuti vana vake vanomuteerera uye vachimukudza zvakanaka. See the chapter |