Online Bible

- Advertisements -

1 Timoti 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 asi chidhakwa chomunhu kana munhu anoda zvokurwa asiri munhu ane mwoyo munyoro kwete munhu wenharo kana anokarira mari.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 usiŋgaɗi waini, usiŋgarwi; asi munyoro, usinegakaʋa, usiŋgakariri mari;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 asingadi waini, asingarwi; asi munyoro, asina gakava, asingakariri mari;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 asi chidhakwa chomunhu kana munhu anoda zvokurwa asiri munhu ane mwoyo munyoro kwete munhu wenharo kana anokarira mari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 asi chidhakwa chomunhu kana munhu anoda zvokurwa asiri munhu ane mwoyo munyoro kwete munhu wenharo kana anokarira mari.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 asingadhakwi, asingarwi uye ano unyoro, asina gakava, asingakariri mari.

See the chapter Copy

1 Timoti 3:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements