1 Timoti 3:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndiri kukunyorera tsamba iyi ndichitarisira kuuya kwauri nokukurumidza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀinhu iɀi ɀose ndinokunyorera, ndiciti ndicakurumidza kuʋuya kwauri; See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Zvinhu izvi zvose ndinokunyorera, ndichiti ndichakurumidza kuuya kwauri; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndiri kukunyorera tsamba iyi ndichitarisira kuuya kwauri nokukurumidza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndiri kukunyorera tsamba iyi ndichitarisira kuuya kwauri nokukurumidza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Kunyange zvazvo ndine tariro yokuuya kwauri nokukurumidza, ndinokunyorera dzidziso idzi kuitira kuti, See the chapter |