1 Timoti 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Madhikoni anofanira kuva murume womukadzi mumwechete uye vanhu vanochengeta vana vavo nemhuri dzavo zvakanaka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋashumiri ŋgaʋaʋe ʋarume ʋanomukadzi mumŋe cete, ʋanoɓata ʋana ʋaʋo nedzimba dzaʋo ɀakanaka; See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Vashumiri ngavave varume vanomukadzi mumwechete, vanobata vana vavo nedzimba dzavo zvakanaka; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Madhikoni anofanira kuva murume womukadzi mumwechete uye vanhu vanochengeta vana vavo nemhuri dzavo zvakanaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Madhikoni anofanira kuva murume womukadzi mumwechete uye vanhu vanochengeta vana vavo nemhuri dzavo zvakanaka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Mudhikoni anofanira kuva murume ano mukadzi mumwe chete uye anofanira kugona kubata vana vake nemba yake zvakanaka. See the chapter |