1 Timoti 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakadziwo ngavave vakatsiga vasina makuhwa vasiri zvidhakwa, vakatendeka muna zvose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Saiɀoɀo naʋakadzi ŋgaʋaʋe ʋanokudzwa, ʋasiŋgaceri ʋamŋe, ʋakaȿinuka, ʋakatendeka paɀose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Saizvozvo navakadzi ngavave vanokudzwa, vasingacheri vamwe, vakasvinuka, vakatendeka pazvose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakadziwo ngavave vakatsiga vasina makuhwa vasiri zvidhakwa, vakatendeka muna zvose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Vakadziwo ngavave vakatsiga vasina makuhwa vasiri zvidhakwa, vakatendeka muna zvose. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Nenzira imwe cheteyo, vakadzi vavo ngavave vanokudzwa, vasingacheri vamwe asi vanozvidzora, vakatendeka pazvinhu zvose. See the chapter |