Online Bible

- Advertisements -

1 Timoti 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Zvino chatinoziva ndechokuti mutemo wakanaka kana ukausevenzesa zviri pamutemo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Asi tinoziʋa kuti murairo wakanaka, kana munhu aciita nawo seɀinoreʋa murairo,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Asi tinoziva kuti murayiro wakanaka, kana munhu achiita nawo sezvinoreva murayiro,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Zvino chatinoziva ndechokuti mutemo wakanaka kana ukausevenzesa zviri pamutemo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Zvino chatinoziva ndechokuti mutemo wakanaka kana ukausevenzesa zviri pamutemo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Tinoziva kuti murayiro wakanaka kana munhu achiushandisa zvakanaka.

See the chapter Copy

1 Timoti 1:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements