1 Timoti 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vamwe vanhu vakazotetereka pamusana pokutsauka pazviri vopinda muhurukuro dzisina maturo See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 ʋamŋe ʋakarashika paɀinhu iɀoɀi, ʋakatsaukira kukutaura kusinamaturo; See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 vamwe vakarashika pazvinhu izvozvi, vakatsaukira kukutaura kusina maturo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vamwe vanhu vakazotetereka pamusana pokutsauka pazviri vopinda muhurukuro dzisina maturo See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vamwe vanhu vakazotetereka pamusana pokutsauka pazviri vopinda muhurukuro dzisina maturo See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vamwe vakarasika kubva pazvinhu izvi uye vakatsaukira mukutaura kusina maturo. See the chapter |