1 Timoti 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi icho chinangwa chebasa redu ndecherudo runobva mumwoyo wakanaka nehana yakachena nechitendero chisina unyengedzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi cinoʋaʋarirwa nomurairo ndirwo ruɗo runobva pamŋoyo wakacena, napahana yakanaka, napakutenda kusiŋganyeŋgeri; See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Asi chinovavarirwa nomurayiro ndirwo rudo runobva pamwoyo wakachena, napahana yakanaka, napakutenda kusinganyengeri; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi icho chinangwa chebasa redu ndecherudo runobva mumwoyo wakanaka nehana yakachena nechitendero chisina unyengedzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi icho chinangwa chebasa redu ndecherudo runobva mumwoyo wakanaka nehana yakachena nechitendero chisina unyengedzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Chinovavarirwa nomurayiro uyu ndirwo rudo runobva pamwoyo wakachena, hana yakanaka nokutenda kwechokwadi. See the chapter |