1 Timoti 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Sokukukurudzira kwandakaita pandakanga ndichienda kuMasedhonia, ramba uri kuEfeso kuti uudze vamwe vanhu kuti varege kukudzidzisa zvidzidziso zvisina akambodzidzisa; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Seɀandakakumbira ɀikuru kwauri, ini ndicienda Makedonia, ndinoti, usare paEfeso, kuti uraire ʋamŋe ʋarege kudzidzisa dzimŋe dzidziso; See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Sezvandakakumbira zvikuru kwauri, ini ndichienda Makedhonia, ndinoti, usare muEfeso, kuti urayire vamwe, varege kudzidzisa dzimwe dzidziso; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Sokukukurudzira kwandakaita pandakanga ndichienda kuMasedhonia, ramba uri kuEfeso kuti uudze vamwe vanhu kuti varege kukudzidzisa zvidzidziso zvisina akambodzidzisa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Sokukukurudzira kwandakaita pandakanga ndichienda kuMasedhonia, ramba uri kuEfeso kuti uudze vamwe vanhu kuti varege kukudzidzisa zvidzidziso zvisina akambodzidzisa; See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Sezvandakakumbira zvikuru kwauri pandakaenda kuMasedhonia, gara paEfeso kuitira kuti ugorayira vamwe varume kuti varege kudzidzisa dzidziso dzenhema, See the chapter |