1 Timoti 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vamwe vavo ndavana Humenaosi naArekizanda vandakaturira kuna Satani kuti vadzidze kusashonha Mwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ʋamŋe ʋaʋo ndiHimenio naAreksandro, ʋandakaisa kunaSatani, ʋadzidziswe kuti ʋarege kumhura Mŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 vamwe vavo ndiHimenio naArekizanda, vandakaisa kuna Satani, vadzidziswe kuti varege kushonha Mwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vamwe vavo ndavana Humenaosi naArekizanda vandakaturira kuna Satani kuti vadzidze kusashonha Mwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vamwe vavo ndavana Humenaosi naArekizanda vandakaturira kuna Satani kuti vadzidze kusashonha Mwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vamwe vavo ndiHimenio naArekizanda, avo vandakaisa kuna Satani kuti vadzidziswe kuti varege kumhura Mwari. See the chapter |