1 Timoti 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 urambe wakabatisisa chitendero uye uine hana yakachena. Vamwe vanhu vakaramba kuteerera hana dzavo vakaparadza chitendero chavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 wakaɓata kutenda nehana yakarurama; iyo yakarashwa naʋamŋe, ʋakarashikirwa nokutenda; See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 wakabata kutenda nehana yakarurama; iyo yakarashwa navamwe, vakarashikirwa nokutenda; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 urambe wakabatisisa chitendero uye uine hana yakachena. Vamwe vanhu vakaramba kuteerera hana dzavo vakaparadza chitendero chavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 urambe wakabatisisa chitendero uye uine hana yakachena. Vamwe vanhu vakaramba kuteerera hana dzavo vakaparadza chitendero chavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 wakabata kutenda uye nehana yakanaka. Vamwe vakaramba mirayiro iyi vakarasikirwa nokutenda kwavo. See the chapter |