ƲaEfeso 5:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Sechinhu chinokodzerana navatsvene, pakati penyu hapafaniri kana kudomwa zvako upombwe nezvinhu zvose zvakaora kana makaro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Asi ʋupombge, netȿina yose, kana kuciʋa, ŋgaɀirege kurebga pakati penyu, seɀinofanira ʋatȿene; See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Asi upombwe, netsvina yose, kana kuchiva, ngazvirege kurehwa pakati penyu, sezvinofanira vatsvene; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Sechinhu chinokodzerana navatsvene, pakati penyu hapafaniri kana kudomwa zvako upombwe nezvinhu zvose zvakaora kana makaro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Sechinhu chinokodzerana navatsvene, pakati penyu hapafaniri kana kudomwa zvako upombwe nezvinhu zvose zvakaora kana makaro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Asi pakati penyu hapafaniri kutaurwa kunyange zvoupombwe, kana tsvina yemhando ipi zvayo, kana kukara, nokuti izvi hazvina kunaka kuvanhu vatsvene vaMwari. See the chapter |