Online Bible

- Advertisements -

ƲaEfeso 3:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 uye kuti ndionese vanhu vose urongwa hwezvakavandika zvakanga zvakavanzwa kwezvizvarwa nezvizvarwa naMwari akasika zvinhu zvose

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 nokuratidza ʋose kuti kugoʋerwa kwakaɗiniko kweɀakaʋanzika, ɀakaŋga ɀakafukidzwa munaMŋari, wakasika ɀose, kubva paŋguʋa yokutaŋga;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 nokuratidza vose kuti kugoverwa kwakadiniko kwezvakavanzika, zvakanga zvakafukidzwa muna Mwari, akasika zvose, kubva panguva yokutanga;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 uye kuti ndionese vanhu vose urongwa hwezvakavandika zvakanga zvakavanzwa kwezvizvarwa nezvizvarwa naMwari akasika zvinhu zvose

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 uye kuti ndionese vanhu vose urongwa hwezvakavandika zvakanga zvakavanzwa kwezvizvarwa nezvizvarwa naMwari akasika zvinhu zvose

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 uye kuti ndiratidze pachena kuvanhu vose kugoverwa kwechakavanzika ichi, icho panguva yakare chakanga chakavigwa muna Mwari, iye akasika zvinhu zvose.

See the chapter Copy

ƲaEfeso 3:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements