ƲaEfeso 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 rokuti zvakavandika zviya zvakaziviswa kwandiri muchiratidzo, sokunyora kwandakaita muchidimu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 kuti ɀakaŋga ɀakaʋanzika ɀakandiziʋiswa pakuzarurirwa, seɀandakambokunyorerai namashoko mashoma; See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 kuti zvakanga zvakavanzika zvakandizivisa pakuzarurirwa, sezvandakambokunyorerai namashoko mashoma; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 rokuti zvakavandika zviya zvakaziviswa kwandiri muchiratidzo, sokunyora kwandakaita muchidimu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 rokuti zvakavandika zviya zvakaziviswa kwandiri muchiratidzo, sokunyora kwandakaita muchidimu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 kuti chakavanzika chakaziviswa kwandiri nokuzarurirwa, sezvandakatonyora muchidimbu. See the chapter |