ƲaEfeso 2:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti tiri basa ramaoko ake, takasikwa muna Kristu Jesu kuti tiite mabasa akanaka akafanogadzirwa naMwari kuti tiatevedze. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti tiri ɓasa rake, takasikwa kuti munaKristu Jesu tiite maɓasa akanaka, akagadzirwa kare naMŋari kuti tifambe maari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti tiri basa rake, takasikwa kuti muna Kristu Jesu tiite mabasa akanaka, akagadzirwa kare naMwari kuti tifambe maari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti tiri basa ramaoko ake, takasikwa muna Kristu Jesu kuti tiite mabasa akanaka akafanogadzirwa naMwari kuti tiatevedze. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti tiri basa ramaoko ake, takasikwa muna Kristu Jesu kuti tiite mabasa akanaka akafanogadzirwa naMwari kuti tiatevedze. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Nokuti tiri basa raMwari, rakasikwa muna Kristu Jesu kuti tiite mabasa akanaka, akagadzirwa naMwari kare kuti tiaite. See the chapter |