Online Bible

- Advertisements -

Ruka 4:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 kwamazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Pamazuva iwayo haana chaakadya; zvino pakupera kwawo akaziya nenzara.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 aciidzwa naDiaborosi mazuʋa anamakumi manna. Wakaŋga asiŋgadyi cinhu namazuʋa iwayo; ɀino akati apera, akaziya.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 achiedzwa naDhiabhori mazuva ana makumi mana. Akanga asingadyi chinhu namazuva iwayo; zvino akati apera, akaziya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 kwamazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Pamazuva iwayo haana chaakadya; zvino pakupera kwawo akaziya nenzara.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 kwamazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Pamazuva iwayo haana chaakadya; zvino pakupera kwawo akaziya nenzara.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 umo maakaedzwa naSatani kwamazuva makumi mana. Haana chaakadya pamazuva iwayo, uye pakupera kwamazuva iwayo akanzwa nzara.

See the chapter Copy

Ruka 4:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements