Ruka 2:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino mutumwa waTenzi akazviratidza kwavari. Kupenya kwaTenzi kukavakomberedza vakabva vabatwa nokutya kukuru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mutumŋa waShe akamira naʋo, nokubginya kwaShe kukaʋakomba, ʋakatya nokutya kukuru. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Mutumwa waIshe akamira navo, nokubwinya kwaIshe kukavakomba, vakatya nokutya kukuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino mutumwa waTenzi akazviratidza kwavari. Kupenya kwaTenzi kukavakomberedza vakabva vabatwa nokutya kukuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino mutumwa waTenzi akazviratidza kwavari. Kupenya kwaTenzi kukavakomberedza vakabva vabatwa nokutya kukuru. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mutumwa waShe akazviratidza kwavari, uye kubwinya kwaJehovha kwakavakomberedza, uye vakatya kwazvo. See the chapter |