Numeri 8:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza Aroni kuti paanondogadzika marambi, marambi manomwe anofanira kuvheneka akatarisa mberi kwechigadzikiro chomwenje.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naAroni, uti kwaari: Kana ucimisa mŋenje, mŋenje minomŋe inofanira kuvenekera pamberi pecigadziko. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 “Taura naAroni, uti kwaari, ‘Kana uchiumisa mwenje, mwenje minomwe inofanira kuvhenekera pamberi pechigadziko.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza Aroni kuti paanondogadzika marambi, marambi manomwe anofanira kuvheneka akatarisa mberi kwechigadzikiro chomwenje.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Udza Aroni kuti paanondogadzika marambi, marambi manomwe anofanira kuvheneka akatarisa mberi kwechigadzikiro chomwenje.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Taura naAroni uti kwaari, ‘Kana uchimisa mwenje minonwe, inofanira kuvhenekera nzvimbo iri mberi kwechigadziko chomwenje.’ ” See the chapter |