Online Bible

- Advertisements -

Numeri 7:78 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

78 Pazuva rechigumi namaviri racho, kwakauya Ahira mwanakomana waEnani, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaNafutari.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

78 Nezuʋa regumi namaʋiri Ahira, mŋanakomana waEnani, mucinda waʋana ʋaNaftari, wakaʋuya.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

78 Nezuva regumi namaviri Ahira, mwanakomana waEnani, muchinda wavana vaNafutari, akauya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

78 Pazuva rechigumi namaviri racho, kwakauya Ahira mwanakomana waEnani, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaNafutari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

78 Pazuva rechigumi namaviri racho, kwakauya Ahira mwanakomana waEnani, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaNafutari.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

78 Pazuva regumi namaviri, Ahira mwanakomana waEnani, mutungamiri wavanhu vokwaNafutari, akauya nechipiriso chake.

See the chapter Copy

Numeri 7:78

Follow us:

Advertisements

Advertisements