Numeri 7:60 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika60 Pazuva rechipfumbamwe racho, kwakauya Abhidhani mwanakomana waGidheoni, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaBhenjamini. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)60 Nezuʋa repfumbamŋe Abidani, mŋanakomana waGideoni, mucinda waʋana ʋaBenjamini, wakaʋuya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200260 Nezuva repfumbamwe Abhidhani, mwanakomana waGidheoni, muchinda wavana vaBhenjamini, akauya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika60 Pazuva rechipfumbamwe racho, kwakauya Abhidhani mwanakomana waGidheoni, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaBhenjamini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona60 Pazuva rechipfumbamwe racho, kwakauya Abhidhani mwanakomana waGidheoni, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaBhenjamini. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi60 Pazuva repfumbamwe, Abhidhani mwanakomana waGidheoni mutungamiri wavanhu vokwaBhenjamini, akauya nechipiriso chake. See the chapter |