Numeri 7:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Mupiro wake waiva wezvizvi zvinoti: mbenge imwechete yesirivha, yairema kirogiramu rimwechete namagiramu makumi mashanu; uye ndiro imwechete yesirivha yairema mazana masere amagiramu maererano nomwero weshekeri romunzvimbo inoera, dzose dziri mbiri dzakanga dzizere upfu hwekoroni hwakatsetseka hwakakanyiwa namafuta hwomupiro wembesanwa; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Cipo cake caiti: Ndiro imŋe huru yesirveri, kurema kwayo kwakaŋga kuri mashekeri anezana namakumi matatu, nomudziyo mumŋe wesirveri wamashekeri anamakumi manomŋe, ɀicienzaniswa neshekeri reimba tȿene; ɀose ɀiri ɀiʋiri ɀakaŋga ɀizere noʋupfu bgakatsetseka, bgakakanyiwa namafuta, ciʋe cipiriso coʋupfu; See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Chipo chake chaiti: Ndiro imwe huru yesirivha, kurema kwayo kwakanga kuri mashekeri ane zana namakumi matatu, nomudziyo mumwe wesirivha wamashekeri ana makumi manomwe, zvichienzaniswa neshekeri reimba tsvene; zvose zviri zviviri zvakanga zvizere noupfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa namafuta, chive chipiriso choupfu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Mupiro wake waiva wezvizvi zvinoti: mbenge imwechete yesirivha, yairema kirogiramu rimwechete namagiramu makumi mashanu; uye ndiro imwechete yesirivha yairema mazana masere amagiramu maererano nomwero weshekeri romunzvimbo inoera, dzose dziri mbiri dzakanga dzizere upfu hwekoroni hwakatsetseka hwakakanyiwa namafuta hwomupiro wembesanwa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Mupiro wake waiva wezvizvi zvinoti: mbenge imwechete yesirivha, yairema kirogiramu rimwechete namagiramu makumi mashanu; uye ndiro imwechete yesirivha yairema mazana masere amagiramu maererano nomwero weshekeri romunzvimbo inoera, dzose dziri mbiri dzakanga dzizere upfu hwekoroni hwakatsetseka hwakakanyiwa namafuta hwomupiro wembesanwa; See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Chipiriso chake chakanga chiri chendiro yesirivha yakanga ichirema mashekeri zana namakumi matatu, nembiya yesirivha yokusasa imwe chete yairema mashekeri makumi manomwe, zvose zviri zviviri maererano neshekeri renzvimbo tsvene, zvose zviri zviviri zvakanga zvizere noupfu hwakatsetseka hwakavhenganiswa namafuta sechipiriso chezviyo; See the chapter |