Numeri 7:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pazuva retatu racho, akauya ndiEriabhu mwanakomana waHeroni, aiva mutungamiriri wavanhu govero rokwaZebhuruni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Nezuʋa retatu Eriabi, mŋanakomana waHeroni, mucinda waʋana ʋaZeburuni, wakaʋuya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Nezuva retatu Eriabhu, mwanakomana waHeroni, muchinda wavana vaZebhuruni, akauya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pazuva retatu racho, akauya ndiEriabhu mwanakomana waHeroni, aiva mutungamiriri wavanhu govero rokwaZebhuruni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Pazuva retatu racho, akauya ndiEriabhu mwanakomana waHeroni, aiva mutungamiriri wavanhu govero rokwaZebhuruni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Pazuva rechitatu, Eriabhi mwanakomana waHeroni, mutungamiri wavanhu vokwaZebhuruni, akauya nechipiriso chake. See the chapter |