Numeri 4:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Basa rose richaitwa nevekwaGerishoni ibasa ravanenge vatumwa naAroni nevana vake, zvose zvavanotakura nazvose zvavanoita. Ndimi muchavapa basa rokutakura. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Maɓasa ose aʋanakomana ʋaGershoni, ɀose ɀaʋanofanira kutakura neɀaʋanofanira kuɓata, ɀinofanira kurairwa naAroni naʋanakomana ʋake; munofanira kuʋagadza paɓasa raʋo rose rokutakura. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Mabasa ose avanakomana vaGeshoni, zvose zvavanofanira kutakura nezvavanofanira kubata, zvinofanira kurairwa naAroni navanakomana vake; munofanira kuvagadza pabasa ravo rose rokutakura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Basa rose richaitwa nevekwaGerishoni ibasa ravanenge vatumwa naAroni nevana vake, zvose zvavanotakura nazvose zvavanoita. Ndimi muchavapa basa rokutakura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Basa rose richaitwa nevekwaGerishoni ibasa ravanenge vatumwa naAroni nevana vake, zvose zvavanotakura nazvose zvavanoita. Ndimi muchavapa basa rokutakura. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Mabasa avo ose kungava kutakura kana kuita rimwe basa, zvinofanira kuitwa nokurayira kwaAroni navanakomana vake. Muchavatuma sebasa ravo zvose zvavanofanira kutakura. See the chapter |