Numeri 36:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwanasikana wose ane nhaka mudzinza ripi neripi ravaIsiraeri ngaaroorwe nomurume wemhuri yomudzinza rababa vake kuitira kuti muIsiraeri wose agare ari munhaka yamadzibaba ake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mŋanasikana mumŋe nomumŋe unenhaka parudzi rupi norupi rwaʋana ʋaIsraeri, ŋgaawanikwe nomumŋe weimba yorudzi rwaɓaɓa ʋake, kuti ʋana ʋaIsraeri, mumŋe nomumŋe, ʋagare nhaka yamadziɓaɓa aʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Mwanasikana mumwe nomumwe ane nhaka parudzi rupi norupi rwavana vaIsiraeri, ngaawanikwe nomumwe weimba yorudzi rwababa vake, kuti vana vaIsiraeri, mumwe nomumwe, vagare nhaka yamadzibaba avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwanasikana wose ane nhaka mudzinza ripi neripi ravaIsiraeri ngaaroorwe nomurume wemhuri yomudzinza rababa vake kuitira kuti muIsiraeri wose agare ari munhaka yamadzibaba ake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwanasikana wose ane nhaka mudzinza ripi neripi ravaIsiraeri ngaaroorwe nomurume wemhuri yomudzinza rababa vake kuitira kuti muIsiraeri wose agare ari munhaka yamadzibaba ake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mwanasikana mumwe nomumwe anogara nhaka yenyika murudzi rupi zvarwo rwavaIsraeri anofanira kuwanikwa nomunhu anobva muimba yorudzi rwababa vake, kuitira kuti muIsraeri wose awane nhaka yamadzibaba ake. See the chapter |