Numeri 36:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mosesi akapa vaIsiraeri murao waTenzi achiti, “Zviri kutaurwa nevedzinza revana vaJosefi ndizvo chaizvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Mosesi akaraira ʋana ʋaIsraeri seɀakataura Jehova, akati: Rudzi rwaʋana ʋaJosefa runotaura kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Mosesi akaraira vana vaIsiraeri sezvakataura Jehovha, akati, “Rudzi rwavana vaJosefa runotaura kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mosesi akapa vaIsiraeri murao waTenzi achiti, “Zviri kutaurwa nevedzinza revana vaJosefi ndizvo chaizvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mosesi akapa vaIsiraeri murao waTenzi achiti, “Zviri kutaurwa nevedzinza revana vaJosefi ndizvo chaizvo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo Mozisi akarayira murayiro uyu kuvaIsraeri sezvaakarayirwa naJehovha achiti, “Zvinotaurwa norudzi rwezvizvarwa zvaJosefa ndizvozvo. See the chapter |