Online Bible

- Advertisements -

Numeri 36:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vakaroorwa kumhuri dzedzinza raManase mwanakomana waJosefi, nhaka yavo ikaramba ichingova mudzinza remhuri yababa wavo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ʋakawanikwa padzimba dzaʋana ʋaManase, mŋanakomana waJosefa, nhaka ikagara parudzi rweimba yaɓaɓa ʋaʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Vakawanikwa padzimba dzavana vaManase, mwanakomana waJosefa, nhaka ikagara parudzi rweimba yababa vavo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vakaroorwa kumhuri dzedzinza raManase mwanakomana waJosefi, nhaka yavo ikaramba ichingova mudzinza remhuri yababa wavo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Vakaroorwa kumhuri dzedzinza raManase mwanakomana waJosefi, nhaka yavo ikaramba ichingova mudzinza remhuri yababa wavo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Vakawanikwa mukati medzimba dzezvizvarwa zvaManase mwanakomana waJosefa, uye nhaka yavo yakaramba iri mumba yorudzi rwababa vavo.

See the chapter Copy

Numeri 36:12

Follow us:

Advertisements

Advertisements