Numeri 36:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vanasikana vaZerofehadhi ava vaiti Mahara naTiriza naHogira naMirika naNowa vakaroorwa nehanzvadzi dzavo dzokumadzibabamukuru namadzibabamudiki avo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nokuti Mara, naTirza, naHogra, naMirka, naNoa, iʋo ʋanasikana ʋaZerofehadi, ʋakawanikwa naʋanakomana ʋaʋanuŋuna ʋaɓaɓa ʋaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Nokuti Mara, naTiriza, naHogira, naMirika, naNoa, ivo vanasikana vaZerofehadhi, vakawanikwa navanakomana vavanunguna vababa vavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vanasikana vaZerofehadhi ava vaiti Mahara naTiriza naHogira naMirika naNowa vakaroorwa nehanzvadzi dzavo dzokumadzibabamukuru namadzibabamudiki avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Vanasikana vaZerofehadhi ava vaiti Mahara naTiriza naHogira naMirika naNowa vakaroorwa nehanzvadzi dzavo dzokumadzibabamukuru namadzibabamudiki avo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vanasikana vaZerofehadhi, Mara, Tiza, Hogira, Mirika naNoa vakawanikwa navanakomana vababamunini vavo. See the chapter |