Numeri 34:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Munofanira kusarudza mutungamiriri mumwechete padzinza roga roga wokugova nyika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Munofanira kutsaura ʋo mucinda mumŋe kurudzi rumŋe norumŋe kugoʋera nyika iʋe nhaka yenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Munofanira kutsaurawo muchinda mumwe kurudzi rumwe norumwe kugovera nyika ive nhaka yenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Munofanira kusarudza mutungamiriri mumwechete padzinza roga roga wokugova nyika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Munofanira kusarudza mutungamiriri mumwechete padzinza roga roga wokugova nyika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Uye ugadze mutungamiri mumwe chete kubva kurudzi rumwe norumwe kuti vabatsire pakugova nyika. See the chapter |